Home Music EXQ – Pahukama (Official Video) ft. Jah Prayzah (Song, Lyrics & Video)

EXQ – Pahukama (Official Video) ft. Jah Prayzah (Song, Lyrics & Video)

ExQ enlists his label boss, Jah Prayzah to deliver a party track. He is inviting his family and friends to come party with him.

Click Here To Get Song

EXQ Pahukama Lyrics

Jah Prayzah is done Mr Put it is done … is done

Ta sorter Image Taridza record Taisa energy Tabata melody

Semwana Muparadzi Tamba sendine ngozi Kuita semunyangadzi Kutambarara kunge tsangadzi

[x3]

Dai wambondimonera Dakupfeka zibhachi rangu Dai ndambokukumbira Kaya kaya ka

Dai wambondimonera Dakupfeka zibhachi rangu

[x2]

We party, We party Hameno ikoko Party, Party, Party, Party, Hameno ikoko

Hatingamirire kudoka kwaro zuva Happiness yauya hazvitore nguva Nhasi ndezveduwo, hatimwe mvura Tichimwa wemapfunde asina kupura

SEE ALSO:  DJ Sumbody – Mrs Zulu ft. Leehleza

Fonera Janet, zvese na Emily Ikararamba kupinda Siya kamessage

[x4]

Dai wambondimonera Dakupfeka zibhachi rangu Dai ndambokukumbira Kaya kaya ka

[x2]

Oita kukanyaira senzombe Kiya, kiya rashika shika, mashika-shika, shika, shika kiya, kiya, kiya

Taronga kuvakandira munhenga kiya, kiya rachika, chika, machika-chika, chika, chika kiya, kiya, kiya

Wakanga watinyanyira mukombe kiya, kiya rachika, chika, machika-chika, chika, chika kiya, kiya, kiya

[x2]

Hoyoyoyo Hoyoyo-hoyoyo Hoyoyo Hoyoyo-hoyoyo

Now break it down Takota Takota Takota Takota Takota Takota

[x4]

Dai wambondimonera Dakupfeka zibhachi rangu Dai ndambokukumbira Kaya kaya ka

Arajika Majita Arajika kusvika chikwama chadzika tadzoka tazunza wadhakwa tapukuta takokota taradzika Majita